HARARE: President Robert Mugabe has bemoaned the increasing cases of murder cases, calling for the return of the death penalty for offenders.
Cde Mugabe made the remarks while concluding his speech during the burial of the late national hero, Cde Don Muvuti at the National Heroes Acre in Harare this afternoon.
He said some people are killed for trivial issues and ritual purposes.
“Unonzwa kuti murume asvika ndokubvunza sadza kumukadzi wake, mukutaura imomo mukadzi wotobaiwa. Kufira sadza shuwa. Ini ndinoti death penalty ngaidzoke, VaMnangagwa vanoti ngatinzwei tsitsi, VaMphoko handisati ndanzwa pfungwa dzavo panyaya iyi. Asi shuwa kuurayana, handizvo zvatakaendera kuhondo, saka mukaona mutemo wadzoka zivai kuti robot rambenge riri regreen razoita red,” said Cde Mugabe.
The President also called for an end to vices like rape and reliance on prophets, imploring church leaders to be honest and not to dupe people of their money.
“We thank pastors for reminding us of the importance of God. All pastors should keep doing the good work. Kwete kuuya nebhagidi kuti rizadzwe nemari. Nevanhuwo ngativei vanogona kuverenga Bhaibheri asi unoona nyanzvi dzefundo dzichinozadza mabhagidhi iwayo. Maelections arikuuya aya, vamwe ndivo vanoenda vachinoti ndiudzei munhu waMwari kuti vacharamba vakadaro here kana kuti vachakwiridzirwa. Wonzwa konzi uchaitwa Vice President, kana kuti kanaPresident vaenda, ndiwe uchatora chigaro chepamusoro. Hatidi pfungwa dzakadai. Vamwe ndivo vanono raper zvichinzi zvinopa lucky, vakadai ndovanofanira kufira mutirongo,” he said. zbc