Categories: LettersOpinion

Sebastian Magacha Responds To Sex, Drug Abuse Allegations

Handina kumboziva hangu kuti mapfekero angu akashata uyezve kuti ndatovangochani nekudakwe hembe dzangu [I didn’t know the way I dress is bad and I’m now a homosexual]

Handina kumboziva kuti Energy yandinayo nekufara kwandinoyita zvirikureva kuti ndakuyita zvema Drugs, Mbanje,etc. [I never knew that the energy and happiness I exhibit on stage is an indication that I’m abusing drugs, marijuana, etc]

All l ever wanted was and is to Preach the gospel of Jesus Christ . I know handikwanisi kufadza vanhu vese uyezve handingadiwe nenyika yose, koingawani mwana komana waMwari chaiye pane vayitoto pasinaye.

Asi ini pazvose zvandinoyita shuviro yangu ndeyekufadza Mwari. [In everything I do, I aim to exhalt the name of God]

But it looks like machristu akawanda ndisu tinodzikisirana nekuda kusimukira nekutsika vamwe, tirikuvengana nekusarudzana nechikonzero chema Churches atinobva, saka Mwari watirikunamata wacho ndeupi?
Moyo wangu unorwadza dzimwe nguva dzandino wona vanhu vanouya vachitaura zvehupenyu hwangu zvandisingazive ndichitotangawo kushamisika kuti saba arikutaurwa apo ndeupi chaiye?

NDINE MUVHUNZO! kumachristu

Makambowonawo kuwirirana kunoyita zvidhakwa here chero kuwirirana kunoyita ma Secular Musician?? Vanhu vaya vakabatana zvavo that’s why zvinhu zvavo zvichizoyita sezvinofamba because vane Unit. But look at us we have twuma Camps kunge twuma Katel hatinyatsowirirana so!

A lot of people asked me this Question why do l like to collaborate with Secular musician?? Here is the answer. They are not Complicated, Havana twumitemo hobho hobho plus havarambidzwe naPastor/Phophet/Spiritual father wavo!! they are Easy to Work with and l will keep doing that!!

Social media of today yazara nevanhu vazhinji vari very Toxic, this is the reason why you see a lot of people are suffering from depression, some are even going through mental health and other committing Suicide. Vanhu vagara vatoriwo nezvirikuvashungurudza but tirikudira Petrol pamoto.

Kwamuri mose Ndinoda kukuzivisai kuti l will not stop Preaching the Word Of God inini naMwari tinozivana!! Hope my new album #IamFavored will continue to minister to your life. Subscribe to my Utube channel

Share
Published by
Agencies

Recent Posts

Buying Cars in Harare & South Africa via Beitbridge: A Complete 2025 Guide

Buying a car in South Africa and bringing it into Zimbabwe through Beitbridge has become… Read More

4th December 2025

A New Era Begins — Our Football Coverage Has Moved to Mzansi.com

For years, our platform has been your trusted destination for breaking football news, match updates,… Read More

26th November 2025

Autos.Africa: Connecting Africa’s EV Car Buyers, Exporters, and Dealers in One Automotive Network

Across Africa, vehicle buyers and importers are discovering a new way to connect — through… Read More

5th November 2025

Buy UK, South African and Chinese Vehicles in Lesotho — CarsInLesotho.com Opens Global Access to Quality Cars and Trucks

Cars for sale in Lesotho  are now easily available to consumers with different budgets. Moreover,… Read More

5th November 2025

3 perish, 18 injured in fatal RTA along Harare-Mutare road

The Zimbabwe Republic Police (ZRP) confirms a fatal road traffic accident which occurred on 23/10/25… Read More

24th October 2025

CIO bursts WhatsApp extortion web scam

Zimbabwe's state security agency, Central Intelligence Organisation (CIO) has burst an intricate WhatsApp-based scam through… Read More

24th October 2025