Celebrated and award winning gospel artist Sabastian Magacha has blasted people who claim that he is gay and drug addict based on his fashion and style.
In a Facebook post full of emotions, Magacha blasted fellow gospel musicians for being hyenas in sheep skins.
“Handina kumboziva hangu kuti mapfekero angu akashata uyezve kuti ndatovangochani nekudakwe hembe dzangu.
“Handina kumboziva kuti Energy yandinayo nekufara kwandinoyita zvirikureva kuti ndakuyita zvema Drugs, Mbanje,etc.
“All I ever wanted was and is to Preach the gospel of Jesus.
“Christ. I know handikwanisi kufadza vanhu vese uyezve handingadiwe nenyika yose, koingawani mwana komana waMwari chaiye pane vayitoto pasinaye. Asi ini pazvose zvandinoyita shuviro yangu ndeyekufadza Mwari.
“But it looks like machristu akawanda ndisu tinodzikisirana nekuda kusimukira nekutsika vamwe, tirikuvengana nekusarudzana nechikonzero chema Churches atinobva, saka Mwari watirikunamata wacho ndeupi?
“Moyo wangu unorwadza dzimwe nguva dzandino wona vanhu vanouya vachitaura zvehupenyu hwangu zvandisingazive ndichitotangawo kushamisika kuti saba arikutaurwa apo ndeupi chaiye? NDINE MUVHUNZO! kumachristu.
“Makambowonawo kuwirirana kunoyita zvidhakwa here chero kuwirirana kunoyita ma Secular Musician??
Vanhu vaya vakabatana zvavo that’s why zvinhu zvavo zvichizoyita sezvinofamba because vane Unit. But look at us we have twuma Camps kunge twuma Katel hatinyatsowirirana so!”
Zwnews
Kaizer Chiefs coach Cedric Kaze has urged patience and composure after the club’s poor run… Read More
Kaizer Chiefs have suffered a major setback with two experienced players injured. Both Brandon Petersen… Read More
Premier Soccer League giants Kaizer Chiefs have reportedly set their sights on Nigeria international goalkeeper… Read More
Kaizer Chiefs’ preparations for the Soweto Derby were severely disrupted before kick-off, a reality that… Read More
Kaizer Chiefs registered a second successive victory in the CAF Confederation Cup group stages after… Read More
Across Africa, vehicle buyers and importers are discovering a new way to connect — through … Read More